Mariko 8:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Jesu akaisazve maoko ake pameso omurume uyu. Ipapo meso ake akasvinudzwa, akadzorerwa kuona kwake, uye akaona zvinhu zvose zvakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino akaisa ɀe maʋoko pamsoro pameso ake, iye akatarisisa, akaporeswa, akaʋona ɀose ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino akaisazve maoko pamusoro pamaziso aro, iye akatarisisa, akaporeswa, akaona zvose zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akaisazve maoko ake pamaziso pake, iye ndokuramba akangoti ndee kutarisisa, ndokubva aporeswa. Akabva avakuona zvakanaka zvinhu zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akaisazve maoko ake pamaziso pake, iye ndokuramba akangoti ndee kutarisisa, ndokubva aporeswa. Akabva avakuona zvakanaka zvinhu zvose. Viz kapitola |