Mariko 8:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Ndine urombo kwazvo navanhu ava; atova mazuva matatu vaneni uye havana chokudya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ndinetsitsi naʋanhu ʋazhinji, nokuti atoʋa mazuʋa matatu aʋakagara neni ʋasinaɀaʋaŋgadya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Ndine tsitsi navanhu vazhinji, nokuti atova mazuva matatu avakagara neni vasina zvavangadya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Ndine urombo kwazvo negungano ravanhu iri nokuti vanga vaneni kwamazuva matatu aya, zvino havachisina chokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Ndine urombo kwazvo negungano ravanhu iri nokuti vanga vaneni kwamazuva matatu aya, zvino havachisina chokudya. Viz kapitola |