Mariko 8:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mumazuva iwayo vamwe vanhu vazhinji zhinji vakaunganazve. Sezvo vakanga vasina zvokudya, Jesu akadana vadzidzi vake kwaari akati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Namazuʋa iwayo ɀe kwakaŋga kunaʋazhinji‐zhinji, ʋakaŋga ʋasinaɀaʋaŋgadya, akaɗanira ʋadzidzi ʋake kwaari, akati kwaʋari: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Namazuva iwayozve kwakanga kunavazhinji zhinji, vakanga vasina zvavangadya, akadanira vadzidzi vake kwaari, akati kwavari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Namazuva iwayo gungano guru ravanhu parakaungana zvakare, uye vakanga vasisina chokudya akadaidza vadzidzi vake akati kwavari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Namazuva iwayo gungano guru ravanhu parakaungana zvakare, uye vakanga vasisina chokudya akadaidza vadzidzi vake akati kwavari, Viz kapitola |