Mariko 7:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye akati kwavari, “Mune nzira chaiyo yokuisa parutivi nayo mirayiro yaMwari kuitira kuti mucherechedze tsika dzenyuwo! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akati kwaʋari: Ɀirokwaɀo, munoramba murairo waMŋari, kuti muceŋgete tsika dzenyu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Akati kwavari, “Zvirokwazvo, munoramba murayiro waMwari, kuti muchengete tsika dzenyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akatizve kwavari: “Makanyatsozviwanira nzira yokunzvenga nayo murao waMwari kuti muwane machengetero amagamuchidzanwa etsika dzenyu,” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Akatizve kwavari: “Makanyatsozviwanira nzira yokunzvenga nayo murao waMwari kuti muwane machengetero amagamuchidzanwa etsika dzenyu,” Viz kapitola |