Online Bible

- Reklamy -




Mariko 7:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Akatarisa kudenga uye nokugomera kukuru akati kwaari, “Efata!” (kureva kuti, “Dziuka!”)

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ipapo akatarira kuɗeŋga, akagomera, akati kwaari: Efata, ndokuti: Dziʋuka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Ipapo akatarira kudenga, akagomera, akati kwaari, “Efata,” ndokuti, “Dziuka.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Ipapo akatarisa kudenga ndokutura befu oti kwaari, “Efata,” zvichireva kuti, “Dziuka.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Ipapo akatarisa kudenga ndokutura befu oti kwaari, “Efata,” zvichireva kuti, “Dziuka.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 7:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy