Online Bible

- Reklamy -




Mariko 7:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Ipapo Jesu akabva kunzvimbo yeTire akaenda nokuSidhoni, akaburukira kuGungwa reGarirea uye nokudunhu reDhekapori.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ɀino wakati acibva ɀe munyika yeTire, akaenda napakati peSidoni kuguŋgwa reGarirea, napakati penyika yeDekapori.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Zvino akati achibvazve munyika yeTire, akaenda napakati peSidhoni kugungwa reGariria, napakati penyika yeDhekapori.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Zvino Jesu akabva mudunhu reTire akapfuura nomuSidhoni achinanga kugungwa reGarirea; akaenda napakati penyika yeDhekaporisi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Zvino Jesu akabva mudunhu reTire akapfuura nomuSidhoni achinanga kugungwa reGarirea; akaenda napakati penyika yeDhekaporisi.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 7:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy