Online Bible

- Reklamy -




Mariko 7:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Akadzokera kumba kwake akawana mwana wake avete pamubhedha, uye dhimoni raenda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Akaenda kumba kwake, akawana mŋana aʋete pamubeda, mŋeya wakaipa wabva.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Akaenda kumba kwake, akawana mwana avete pamubhedha, mweya wakaipa wabva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Mudzimai uya akabva aenda kumba kwake akasvikowana mwana avete pamubhedha mweya wakaipa wabva maari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Mudzimai uya akabva aenda kumba kwake akasvikowana mwana avete pamubhedha mweya wakaipa wabva maari.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 7:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy