Mariko 7:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Jesu akabva panzvimbo iyo akaenda pedyo neTire. Akapinda mumba akasada kuzivikanwa nomunhu; asi akanga asingagoni kuzvivanza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Wakasimuka ipapo, akaenda kunyika yeTire neSidoni; akapinda mumba, asiŋgaɗi kuzikanwa nomunhu; akakoniwa kuɀiʋanza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Akasimuka ipapo, akaenda kunyika yeTire neSidhoni; akapinda mumba, asingadi kuzikanwa nomunhu; akakoniwa kuzvivanza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Jesu akazobvapo akaenda kudunhu reTire neSidhoni akapinda mune imwe imba asingadi kuti zvizivikanwe nomunhu, asi haaigona kuvanzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Jesu akazobvapo akaenda kudunhu reTire neSidhoni akapinda mune imwe imba asingadi kuti zvizivikanwe nomunhu, asi haaigona kuvanzika. Viz kapitola |