Mariko 7:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 vakaona vamwe vavadzidzi vake vachidya zvokudya namaoko akanga ane “tsvina,” ndiko kuti, asina kushambwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋakaʋona ʋamŋe ʋaʋadzidzi ʋake ʋacidya namaʋoko anetȿina, ndokuti asina‐kushambga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 vakaona vamwe vadzidzi vake vachidya namaoko ane tsvina, ndokuti asina kushambwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vakaona kuti vamwe vavadzidzi vake vaidya chingwa namaoko ane tsvina, zvinoreva kuti, asina kushambwa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vakaona kuti vamwe vavadzidzi vake vaidya chingwa namaoko ane tsvina, zvinoreva kuti, asina kushambwa, Viz kapitola |