Mariko 6:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Haana kugona kuita zvishamiso zvipi zvazvo imomo, kunze kwokuisa maoko ake pamusoro pavanhu vashoma vairwara uye nokuvaporesa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akasagona kuɓate‐ɓasa resimba ipapo, asi wakaisa maʋoko ake pamsoro paʋairwara ʋashoma, akaʋaporesa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Akasagona kubata basa resimba ipapo, asi akaisa maoko ake pamusoro pavairwara vashoma, akavaporesa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Haana kuzogona kuita kana nechishamiso zvacho ikoko; akangoisa maoko ake pamisoro yavarwere vashomanana akavaporesa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Haana kuzogona kuita kana nechishamiso zvacho ikoko; akangoisa maoko ake pamisoro yavarwere vashomanana akavaporesa. Viz kapitola |