Mariko 6:47 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Ava madekwana, igwa rakanga rava pakati pegungwa, uye iye aiva oga kunyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Aʋa maɗekwana igwa rakaŋga riri pakati peguŋgwa, iye ari oga panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Ava madekwana igwa rakanga riri pakati pegungwa, iye ari oga panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Kuzoti ava madeko, igwa rakanga rava nechapakati pegungwa; iye achiri pavhu pakaoma oga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Kuzoti ava madeko, igwa rakanga rava nechapakati pegungwa; iye achiri pavhu pakaoma oga. Viz kapitola |