Mariko 6:44 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Varume vakanga vadya vaisvika zviuru zvishanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ʋakaŋga ʋadya ɀiŋgwa ʋaiʋa ʋarume ʋaneɀuru ɀishanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Vakanga vadya zvingwa vaiva varume vane zviuru zvishanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Vakadya zvingwa zviya vaiva varume zviuru zvishanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Vakadya zvingwa zviya vaiva varume zviuru zvishanu. Viz kapitola |