Mariko 6:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Ipapo Jesu akavarayira kuti vagarise vanhu vose pasi mumapoka pauswa hunyoro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino akaʋaraira kuti ʋagarise ʋose pasi paʋuswa bgunyoro ʋakaita mapoka‐mapoka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Zvino akavarayira kuti vagarise vose pasi pauswa hunyoro vakaita mapoka-mapoka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Iye akati vanhu vose vagariswe pasi pauswa hunyoro vakaita zvikwata–zvikwata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Iye akati vanhu vose vagariswe pasi pauswa hunyoro vakaita zvikwata–zvikwata. Viz kapitola |