Mariko 6:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Uye akamuvimbisa nemhiko achiti, “Chose chauchakumbira ndichakupa chinhu ichocho, kusvikira pahafu youmambo hwangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akamupikira, aciti: Caunokumbira kwandiri ndicakupa, kuȿikira pahafu yoʋushe bgaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Akamupikira, achiti, “Chaunokumbira kwandiri ndichakupa, kusvikira pahafu youshe hwangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Uyezve akatopika kwaari achiti, “Ukandikumbira chipi nechipi zvacho ndinokupa, kunyange chikava chikamu chepakati nepakati chezvoushe hwangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Uyezve akatopika kwaari achiti, “Ukandikumbira chipi nechipi zvacho ndinokupa, kunyange chikava chikamu chepakati nepakati chezvoushe hwangu.” Viz kapitola |