Online Bible

- Reklamy -




Mariko 6:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Nokuti Johani akanga ati kuna Herodhi, “Hazvitenderwi kuti utore mukadzi womununʼuna wako.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Nokuti Johane wakaŋga ati kunaHerode: Haunakutenderwa kuti uʋe nomukadzi womunuŋuna wako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Nokuti Johani akanga ati kuna Herodhi, “Hauna kutenderwa kuti uve nomukadzi womunun'una wako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Nokuti Johani aiti kuna Herodhi, “Hazvibvumirwi kuti iwe ugare nomukadzi womunun'una wako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Nokuti Johani aiti kuna Herodhi, “Hazvibvumirwi kuti iwe ugare nomukadzi womunun'una wako.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 6:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy