Mariko 6:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Pose pamunopinda mumba, garai imomo kusvikira mabva muguta iroro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akati kwaʋari: Pose pamunopinda mumba, mugare’mo, kuȿikira mucibva’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Akati kwavari; “Pose pamunopinda mumba, mugaremo, kusvikira muchibvapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akatizve kwavari, “Kwose kwose kwamunopinda mumba, garai imomo kusvikira mazobvako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Akatizve kwavari, “Kwose kwose kwamunopinda mumba, garai imomo kusvikira mazobvako. Viz kapitola |