Mariko 5:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Akati aona Jesu achiri chinhambwe, akamhanya akandowira namabvi ake mberi kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino wakati aciʋona Jesu ari kure, akamhanya, ndokumunamata; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino akati achiona Jesu ari kure, akamhanya, ndokumupfugamira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Paakaona Jesu achiri chinhambwe, akamhanyira kwaari akamupfugamira, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Paakaona Jesu achiri chinhambwe, akamhanyira kwaari akamupfugamira, Viz kapitola |