Mariko 5:42 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Pakarepo musikana akasimuka akafamba-famba (akanga ana makore gumi namaviri okuberekwa). Nokuda kwaizvozvi, vakashamiswa zvikuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Pakarepo musikana akasimuka, akafamba; nokuti waiʋa namakore anegumi namaʋiri; ʋakashamiswa nokushama kukuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Pakarepo musikana akasimuka, akafamba; nokuti waiva namakore ane gumi namaviri; vakashamiswa nokushama kukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Pakarepo musikana uya akasimuka, ndokufamba (sezvo akanga ava namakore gumi namaviri). Vanhu vose vakabva vashamiswa zvikuru kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Pakarepo musikana uya akasimuka, ndokufamba (sezvo akanga ava namakore gumi namaviri). Vanhu vose vakabva vashamiswa zvikuru kwazvo. Viz kapitola |