Mariko 5:41 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Akamubata noruoko akati kwaari, “Tarita kumi!” (zvichireva kuti, “Musikana, ndinoti kwauri, muka!”) Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Akaɓata ruʋoko rwomŋana, akati kwaari: Tarita kumi! ndokuti, kana ɀicishandurwa, Musikana, ndinoti kwauri: Muka! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Akabata ruoko rwomwana, akati kwaari, “Tarita kumi!” Ndokuti, “Kana zvichishandurwa, Musikana, ndinoti kwauri, muka!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Akamubata ruoko ndokuti kwaari, “Tarita kumi,” zvinoreva kuti, “Musikana, ndinoti kwauri muka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Akamubata ruoko ndokuti kwaari, “Tarita kumi,” zvinoreva kuti, “Musikana, ndinoti kwauri muka.” Viz kapitola |