Mariko 5:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Akapinda akati kwavari, “Ko, mheremhere ndeyeiko nokuungudza uku? Mwana haana kufa asi avete.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Akapinda, akati kwaʋari: Munoitireiko mhere‐mhere, mucicema? Mŋana haana‐kufa, asi uʋete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Akapinda, akati kwavari, “Munoitireiko mhere-mhere, muchichema? Mwana haana kufa, asi avete.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Paakapinda akati kwavari, “Seiko muchiita mhere mhere muchichema kudai? Mwana haana kufa kwete, asi akakotsira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Paakapinda akati kwavari, “Seiko muchiita mhere mhere muchichema kudai? Mwana haana kufa kwete, asi akakotsira.” Viz kapitola |