Mariko 5:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ipapo mukadzi, achiziva zvakanga zvaitika kwaari, akauya akawira patsoka dzake, uye achidedera nokutya, akamuudza chokwadi chose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Mukadzi akatya, akaɗeɗera, aciziʋa ɀaaitirwa, akaʋuya, ndokuɀiwisira pamberi pake, ndokumuʋudza ɀirokwaɀo ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Mukadzi akatya, akadedera, achiziva zvaaitirwa, akauya, ndokuzviwisira pamberi pake, ndokumuudza zvirokwazvo zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Mukadzi uya, achiziva zvakanga zvaitika kwaari, zvakanga zvoti kutya, zvikati kungwenda ndokuuya ozviwisira mberi kwake omuudza chokwadi chizere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Mukadzi uya, achiziva zvakanga zvaitika kwaari, zvakanga zvoti kutya, zvikati kungwenda ndokuuya ozviwisira mberi kwake omuudza chokwadi chizere. Viz kapitola |