Online Bible

- Reklamy -




Mariko 5:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Murume uyu aigara kumakuva, uye kwakanga kusisina munhu aigona kumusungazve, kunyange kana nengetani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Uyo waigara mumarinda; kwakaŋga kusinomunhu wakaŋga acagona kumusuŋga kunyaŋge neketani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Uyo aigara mumarinda; kwakanga kusino munhu akanga achagona kumusunga kunyange nengetani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Munhu uyu aigara mumakuva. Pakanga pasisina kana nomunhu zvake aigona kumusunga kunyange nengetani,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Munhu uyu aigara mumakuva. Pakanga pasisina kana nomunhu zvake aigona kumusunga kunyange nengetani,

Viz kapitola kopírovat




Mariko 5:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy