Mariko 5:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 nokuti akati mumwoyo make, “Kana ndikangobata nguo dzake, ndichaporeswa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Nokuti wakati: Kana ndikaɓata ŋguʋo yake ɓedzi, ndicaponeswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Nokuti akati, “Kana ndikabata nguo yake bedzi, ndichaponeswa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 nokuti aiti, “Kana ndikangobata kunyange hanzu dzake bedzi, ndichabva ndapora.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 nokuti aiti, “Kana ndikangobata kunyange hanzu dzake bedzi, ndichabva ndapora.” Viz kapitola |