Mariko 5:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 uye akamukumbirisa zvikuru achiti, “Mwanasikana wangu mudiki ava kufa. Ndapota uyai muise maoko enyu pamusoro pake kuti agoporeswa uye ararame.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 akakumbira ɀikuru kwaari, aciti: Mukunda waŋgu muɗuku wotandadza, ʋuyai, muise maʋoko enyu pamsoro pake aporeswe, ararame. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 akakumbira zvikuru kwaari, achiti, “Mukunda wangu muduku wotandadza, uyai, muise maoko enyu pamusoro pake aporeswe, ararame.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akamuteterera kwazvo achiti, “Mwanasikana wangu muduku atova kutandadza. Uyai, muise maoko enyu paari aporeswe, ararame.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Akamuteterera kwazvo achiti, “Mwanasikana wangu muduku atova kutandadza. Uyai, muise maoko enyu paari aporeswe, ararame.” Viz kapitola |