Mariko 5:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Jesu haana kumutendera, asi akati kwaari, “Chienda kumba kumhuri yako undovaudza zvawaitirwa naShe, uye kuti akunzwira ngoni sei.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Asi haana‐kumutendera, asi wakati kwaari: Enda kumba kwako, kuhama dzako, uʋaʋudze ɀinhu ɀikuru ɀawakaitirwa naShe, napawakaitirwa ŋgoni napo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Asi haana kumutendera, asi akati kwaari, “Enda kumba kwako, kuhama dzako, uvaudze zvinhu zvikuru zvawakaitirwa naIshe, napawakaitirwa ngoni napo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi Jesu haana kumubvumira, akatomuti, “Chienda kumusha kwako, kuhama dzako, undodziudza zvawaitirwa naTenzi nokukunzwira tsitsi kwaaita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Asi Jesu haana kumubvumira, akatomuti, “Chienda kumusha kwako, kuhama dzako, undodziudza zvawaitirwa naTenzi nokukunzwira tsitsi kwaaita.” Viz kapitola |