Online Bible

- Reklamy -




Mariko 5:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Madhimoni akakumbirisa kuna Jesu akati, “Titumei henyu pakati penguruve, titenderei henyu kuti tinopinda madziri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ikakumbira ɀikuru kwaari, iciti: Titumirei kuŋguruʋe, kuti tindopinda madziri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ikakumbira zvikuru kwaari, ichiti, “Titumirei kunguruve, kuti tindopinda madziri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mweya iya yakamuteterera ichiti, “Titumirei zvedu munguruve kuti tipinde madziri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Mweya iya yakamuteterera ichiti, “Titumirei zvedu munguruve kuti tipinde madziri.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 5:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy