Online Bible

- Reklamy -




Mariko 5:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Uye akakumbira akumbirazve kuna Jesu kuti arege kuidzinga kubva munyika iyo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Akakumbira ɀikuru kwaari kuti arege kuidziŋga panyika iyo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Akakumbira zvikuru kwaari kuti arege kuidzinga panyika iyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Akateterera Jesu chaizvo kuti arege kuidzingira kunze kwedunhu iroro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Akateterera Jesu chaizvo kuti arege kuidzingira kunze kwedunhu iroro.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 5:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy