Mariko 4:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Paakanga achikusha mbeu, dzimwe dzakawira munzira, uye shiri dzakasvika dzikadzidya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Wakati acikusha, dzimŋe mbeu dzakawira panzira; shiri dzikaʋuya dzikadzidya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Akati achikusha, dzimwe mbeu dzakawira panzira; shiri dzikauya dzikadzidya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Paakanga achikusha dzimwe mbeu dzakandowira munzira, shiri ndokuuya dzikadzidya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Paakanga achikusha dzimwe mbeu dzakandowira munzira, shiri ndokuuya dzikadzidya. Viz kapitola |