Mariko 4:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Panongoibva zviyo, anozvicheka nejeko, nokuti kukohwa kwasvika.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Kana ɀiɓereko ɀaibva, pakarepo unoceka neɓaŋga, nokuti kuceka kwaȿika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Kana yaibva, pakarepo anocheka nejeko, nokuti kukohwa kwasvika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Zvino kana koroni yaibva, anobva apinza jeko kuicheka, nokuti kukohwa kwasvika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Zvino kana koroni yaibva, anobva apinza jeko kuicheka, nokuti kukohwa kwasvika.” Viz kapitola |