Online Bible

- Reklamy -




Mariko 4:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Akatizve, “Umambo hwaMwari hwakafanana nomunhu anokusha mbeu muvhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ɀino akati: Ʋushe bgaMŋari bgakafanana nomunhu unodɀara mbeu muvu,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Zvino akati, “Ushe hwaMwari hwakafanana nomunhu anodyara mbeu muvhu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Akatizve, “Umambo hwaMwari hwakadaizvi, hwakaita somunhu anomwaya mbeu muvhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Akatizve, “Umambo hwaMwari hwakadaizvi, hwakaita somunhu anomwaya mbeu muvhu.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 4:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy