Mariko 4:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Akati kwavari, “Munouya nomwenje kuzouisa pasi pedengu here kana pasi pomubhedha? Handiti munouisa pachigadziko chawo here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino wakati kwaʋari: Mŋenje uri’po kuti uiswe pasi peɗeŋgu, kana pasi pomubeda here? Hauzi’po kuti uiswe pacigadziko here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino akati kwavari, “Mwenje uripo kuti uiswe pasi pedengu, kana pasi pomubhedha here? Hausipo kuti uiswe pachigadziko here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Akatizve kwavari, “Ko mwenje unounzirwa kuti ukwidibirwe nedengu here kana kuti uiswe pasi pomubhedha here? Handiti kuti ugoiswa pachidzimikiro? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Akatizve kwavari, “Ko mwenje unounzirwa kuti ukwidibirwe nedengu here kana kuti uiswe pasi pomubhedha here? Handiti kuti ugoiswa pachidzimikiro? Viz kapitola |