Mariko 3:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ipapo vaFarisi vakabuda vakatanga kurangana navaHerodhi kuti vangauraya sei Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino ʋaFarise ʋakati ʋaɓuɗa, ʋakandoraŋgana pakarepo naʋaHerode pamsoro pake kuti ʋaŋgamuʋuraya sei. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino vaFarisi vakati vabuda, vakandorangana pakarepo navaHerodhi pamusoro pake kuti vangamuuraya sei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 VaFarisei vakabudamo kundomurangana pakarepo neveboka rokwaHerodhi kuti vangamuuraye sei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 VaFarisei vakabudamo kundomurangana pakarepo neveboka rokwaHerodhi kuti vangamuuraye sei. Viz kapitola |