Mariko 3:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Zviripo ndezvokuti, hakuna munhu angapinda mumba momunhu ane simba agotakura zvinhu zvake, kana asina kutanga asunga murume wacho ane simba. Ipapo angagona kupamba imba yake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Hakunomunhu uŋgapinda mumba mounesimba, akatora nhumbi dzake, asati ambosuŋga unesimba; ɀino uŋgaparadza imba yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 “Hakuna munhu angapinda mumba moane simba, akatora nhumbi dzake, asati ambosunga anesimba; zvino angaparadza imba yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Hakuna munhu angapinde mumba merume rine simba kuti aripambe zvinhu zvaro kusatoti atanga arisunga ndokuzopamba zvemba yaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Hakuna munhu angapinde mumba merume rine simba kuti aripambe zvinhu zvaro kusatoti atanga arisunga ndokuzopamba zvemba yaro. Viz kapitola |