Mariko 3:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi iye akairayira kwazvo kuti irege kutaura kuti akanga ari ani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Akairaira ɀikuru kuti irege kumuziʋisa pacena. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Akairayira zvikuru kuti irege kumuzivisa pachena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi Jesu aiikohomedza kuti irege kuzivisa vanhu kuti iye ndiani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi Jesu aiikohomedza kuti irege kuzivisa vanhu kuti iye ndiani. Viz kapitola |