Online Bible

- Reklamy -




Mariko 3:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Pane imwe nguva akapinda musinagoge, uye imomo makanga mune murume akanga ane ruoko rwakanga rwakakokonyara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Wakapinda ɀe musinagoge; ɀino kwakaŋga kunomunhu wakaŋga anoruʋoko rwakawonyana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Akapindazve musinagoge; zvino kwakanga kune munhu akanga ane ruoko rwakakokonyara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Zvino Jesu akapindazve musinagogu; imomo maiva nomunhu aiva noruoko rwakakokonyara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Zvino Jesu akapindazve musinagogu; imomo maiva nomunhu aiva noruoko rwakakokonyara.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 3:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy