Mariko 2:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Saka vazhinji vakaungana zvokuti mumba makasara musisina nzvimbo kunyange kunze kwomukova, uye akaparidza shoko kwavari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋazhinji ʋakaʋuŋgana nokuɗaro ʋakashaiwa nɀimbo, kunyaŋge pamukoʋa; akaʋataurira shoko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Vazhinji vakaungana nokudaro vakashaiwa nzvimbo, kunyange pamusuo; akavataurira shoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vanhu vazhinji vakaungana zvokuti pakanga pasisina kana nekanzvimbo kose kakasara, kunyange napamusuo pose; iye akanga achivaparidza shoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vanhu vazhinji vakaungana zvokuti pakanga pasisina kana nekanzvimbo kose kakasara, kunyange napamusuo pose; iye akanga achivaparidza shoko. Viz kapitola |