Mariko 16:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vachibvunda uye vachishamiswa, vakabuda vakatiza kubva muguva. Havana chavakataura kuno munhu, nokuti vakanga vachitya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakaɓuɗa, ʋakatiza ʋacibʋa pabgiro, nokuti ʋakaŋga ʋaɓatwa nokuɗeɗera nokushamiswa; ʋakasaʋudza munhu cinhu, nokuti ʋakaŋga ʋacitya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vakabuda, vakatiza vachibva pabwiro, nokuti vakanga vabatwa nokudedera nokushamiswa; vakasaudza munhu chinhu, nokuti vakanga vachitya. [ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakabuda ndokutiza paguva paya nokuti vakanga vava kudedera uye vakashamiswa kwazvo. Hapana wavakaudza chinhu, nokuti vakanga vava kutya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vakabuda ndokutiza paguva paya nokuti vakanga vava kudedera uye vakashamiswa kwazvo. Hapana wavakaudza chinhu, nokuti vakanga vava kutya. Viz kapitola |