Mariko 16:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Pavakapinda muguva, vakaona jaya rakapfeka nguo chena rakagara kuruoko rworudyi, uye vakavhunduka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakapinda mubgiro, ʋakaʋona jaya, rakaŋga rigere kurudyi, rakapfeka ŋguʋo cena yakareɓa, ʋakavunduka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Vakapinda mubwiro, vakaona jaya, rakanga rigere kurudyi, rakapfeka nguo chena yakarehwa, vakavhunduka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pavakapinda muguva vakaona Jaya rigere nechokurudyi, rakapfeka gemenzi jena, vakabva vavhunduka kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Pavakapinda muguva vakaona Jaya rigere nechokurudyi, rakapfeka gemenzi jena, vakabva vavhunduka kwazvo. Viz kapitola |