Online Bible

- Reklamy -




Mariko 16:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Vakati vanzwa kuti Jesu akanga ari mupenyu, uye kuti Maria akanga amuona, havana kuzvitenda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Iʋo ʋakati ʋacinzwa kuti uri mupenyu, ʋuye kuti wakaʋonekwa naye, ʋakasatenda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ivo vakati vachinzwa kuti ari mupenyu, uye kuti akaonekwa naye, vakasatenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Asi pavakanzwa kuti Jesu mupenyu uye kuti aonekwa naye havana kutenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Asi pavakanzwa kuti Jesu mupenyu uye kuti aonekwa naye havana kutenda.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 16:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy