Mariko 15:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Pirato akabvunza akati, “Munoda kuti ndikusunungurirei mambo wavaJudha here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Pirato akaʋapindura, akati: Munoɗa kuti ndikusunuŋgurirei Mambo waʋaJuda here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Pirato akavapindura, akati, “Munoda kuti ndikusunungurirei Mambo wavaJudha here.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino Pirato akavabvunza achiti, “Ko munoda kuti ndikusunungurirei mambo wavaJudha here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino Pirato akavabvunza achiti, “Ko munoda kuti ndikusunungurirei mambo wavaJudha here?” Viz kapitola |