Online Bible

- Reklamy -




Mariko 15:44 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 Pirato akashamiswa kunzwa kuti akanga atofa. Akatuma mukuru wezana, akamubvunza kana Jesu akanga afa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Pirato akashamiswa acinzwa kuti wakaŋga atofa; akaɗana mukuru wezana, akamubvunza kana akaŋguʋa afa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

44 Pirato akashamiswa achinzwa kuti akanga atofa; akadana mukuru wezana, akamubvunza kana anguva afa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Pirato akashamiswa kuti atofa kare. Akadana mutungamiri wezana akamubvunza kuti afa here kare?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 Pirato akashamiswa kuti atofa kare. Akadana mutungamiri wezana akamubvunza kuti afa here kare?

Viz kapitola kopírovat




Mariko 15:44

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy