Mariko 15:42 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Rakanga riri Zuva roKugadzirira (ndiro rinotangira Sabata.) Saka kwovira, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ɀino aʋa maɗeko, ɀarakaŋga riri zuʋa rokugadzirira, ndokuti rinotaŋgira saɓata, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Zvino ava madeko, zvarakanga riri zuva rokugadzirira, ndokuti rinotangira Sabata, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Zvino kuzoti ava manheru, zvarakanga riri zuva rokugadzirira, ndiko kuti zuva rapamberi peSabata, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Zvino kuzoti ava manheru, zvarakanga riri zuva rokugadzirira, ndiko kuti zuva rapamberi peSabata, Viz kapitola |