Mariko 15:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Yakanga iri nguva yechitatu pavakamuroverera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Yakaŋga iri ŋguʋa yecitatu, ʋakamuroʋera pamucinjikwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Yakanga iri nguva yechitatu, vakamurovera pamuchinjikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Yakanga iri awa yechipfumbamwe yamangwanani pavakamurovera pamuchinjikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Yakanga iri awa yechipfumbamwe yamangwanani pavakamurovera pamuchinjikwa. Viz kapitola |