Online Bible

- Reklamy -




Mariko 15:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Uye vakatanga kudanidzira kwaari vachiti, “Kwaziwaika, mambo wavaJudha!”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ʋakataŋga kumukwazisa, ʋaciti: Kwaziwai, Mambo waʋaJuda!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Vakatanga kumukwazisa, vachiti, “Kwaziwai, Mambo wavaJudha!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Vakazotanga kumukwazisa vachiti, “Kwaziwaika mambo wavaJudha!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Vakazotanga kumukwazisa vachiti, “Kwaziwaika mambo wavaJudha!”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 15:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy