Mariko 14:65 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi65 Ipapo vamwe vakatanga kumupfira mate; vakamusunga kumeso, vakamurova nezvibhakera, vachiti, “Profita!” Uye varindi vakamutora vakamurova. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)65 Ʋamŋe ʋakataŋga kumupfira mate, ʋakafukidza meso ake, ʋakamuroʋa netsiʋa, ʋaciti kwaari: Profita; naʋatariri ʋakamuroʋa namaʋoko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200265 Vamwe vakatanga kumupfira mate, vakafukidza meso ake, vakamurova netsiva, vachiti kwaari, “Porofita; navatariri vakamurova namaoko.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika65 Vamwe vakatanga kumupfira mate vachimufukidza kumeso, nokumurova nembama vachiti, “Porofita.” Mapurisawo akamugama nembama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona65 Vamwe vakatanga kumupfira mate vachimufukidza kumeso, nokumurova nembama vachiti, “Porofita.” Mapurisawo akamugama nembama. Viz kapitola |