Mariko 14:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Angadai atengeswa nomutengo uno mubayiro unopfuura wegore rose, uye mari yacho yapiwa kuvarombo.” Uye vakatsiura mukadzi uyu nehasha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti cizoro ici ciŋgaɗai cateŋgeswa namadenari anopfuʋura mazana matatu, akapiwa ʋarombo. Ʋakatsamŋira mukadzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti mafuta oga angadai atengeswa namadhenari anopfuura mazana matatu, akapiwa varombo. Vakatsamwira mukadzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mafuta aya angadai atengeswa madhenari anodarika mazana matatu, mari yacho ichipiwa varombo.” Vakapopotera mukadzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mafuta aya angadai atengeswa madhenari anodarika mazana matatu, mari yacho ichipiwa varombo.” Vakapopotera mukadzi. Viz kapitola |