Mariko 14:48 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Jesu akati, “Ko, ndiri kutungamirira vapanduki here zvamauya neminondo netsvimbo kuti muzondibata? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Ipapo Jesu akapindura, akati kwaʋari: Maɓuɗa kuzondiɓata neminondo netȿimbo, sendiri gororo here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 Ipapo Jesu akapindura, akati kwavari, “Mabuda kuzondibata neminondo netsvimbo, sendiri gororo here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Jesu akati kwavari, “Nhaimi inga matouya namapakatwa netsvimbo sokunge muri kuzobata gororo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Jesu akati kwavari, “Nhaimi inga matouya namapakatwa netsvimbo sokunge muri kuzobata gororo? Viz kapitola |