Mariko 14:42 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Simukai! Ngatiendei! Hoyo mutengesi wangu ouya!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Simukai, tiende; tarirai, wondiisa kwaʋari waʋa pedyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Simukai, tiende; tarirai, wondiisa kwavari wava pedyo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Simukai tiende, houno anondipandukira wava kusvika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Simukai tiende, houno anondipandukira wava kusvika.” Viz kapitola |