Online Bible

- Reklamy -




Mariko 14:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Vakasuwiswa nazvo, mumwe nomumwe akati kwaari, “Zvirokwazvo, kwete ini?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ipapo ʋakataŋga kuʋa neshuŋgu, mumŋe nomumŋe akati kwaari: Ndini here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Ipapo vakatanga kuva neshungu, mumwe nomumwe akati kwaari, “Ndini here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Vakatanga kusuruvara. Mumwe nomumwe akati kwaari, “Ndini here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Vakatanga kusuruvara. Mumwe nomumwe akati kwaari, “Ndini here?”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 14:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy