Mariko 14:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vakafara kunzwa izvi uye vakavimbisa kumupa mari. Saka akamirira mukana wokumuisa kwavari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iʋo ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakafara, ʋakamupikira kuti ʋacamupa mari. Ipapo akatȿaka mutoʋo waaŋgamuisa kwaʋari nawo paŋguʋa yakafanira Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ivo vakati vachizvinzwa, vakafara, vakamupikira kuti vachamupa mari. Ipapo akatsvaka nzira yaangamuisa kwavari nayo panguva yakafanira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pavakazvinzwa vakafara vakavimbisa kumupa mari. Akatsvaka nguva yakanaka yokumutengesa nayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pavakazvinzwa vakafara vakavimbisa kumupa mari. Akatsvaka nguva yakanaka yokumutengesa nayo. Viz kapitola |